Mupiro 25:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 “Kana hama yako ikava murombo, akapera simba anewe, unofanira kumubatsira, agare newe somweni kana mutorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Kana hama yako ikaʋa murombo, akapera simba anewe, unofanira kumuɓatsira, agare newe somŋeni kana mutorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 “Kana mumwe wako muIsiraeri agere newe akawirwa nourombo, zvokutoshayisisa chokubata, mutore ugare naye umubatsire, sezvaungangoitira mutorwa kana munhu anokumbira pokugara mumusha mako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 “Kana mumwe wako muIsiraeri agere newe akawirwa nourombo, zvokutoshayisisa chokubata, mutore ugare naye umubatsire, sezvaungangoitira mutorwa kana munhu anokumbira pokugara mumusha mako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “ ‘Kana mumwe wehama dzenyu akava murombo uye asisagoni kuzviriritira pakati penyu, mubatsirei sezvamunoita mutorwa kana mueni kuti arambe achigara pakati penyu. Viz kapitola |