Mupiro 25:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Kana munhu akadzikinura kuva Revhi, imba yakatengeswa neguta rake zvinofanira kusunungurwa pagore rejubheri; nokuti dzimba mumaguta avaRevhi ndedzavo pakati pavana vaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Kana munhu akadzikinura kuʋaRevi, imba yakateŋgeswa neguta rake ɀinofanira kusunuŋgurwa pagore rejuberi; nokuti dzimba mumaguta aʋaRevi ndedzaʋo pakati paʋana ʋaIsraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana muRevhi akarega kudzikinura imba yakatengeswa muguta ravo inodzokera kwaari mugore rehwamanda. Nokuti dziri mumaguta avaRevhi ndedzavo mukati mavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana muRevhi akarega kudzikinura imba yakatengeswa muguta ravo inodzokera kwaari mugore rehwamanda. Nokuti dziri mumaguta avaRevhi ndedzavo mukati mavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Naizvozvo zvinhu zvavaRevhi zvinogona kudzikinurwa, zvichireva kuti imba inotengeswa muguta ravo ripi neripi inofanira kudzoserwa muJubhiri, nokuti dzimba dziri mumaguta avaRevhi zvinhu zvavo pakati pavaIsraeri. Viz kapitola |