Mupiro 24:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Unofanira kuzvigadzika patafura yakaisvonaka pamberi paJehovha uchiita nhurikidzwa mbiri, zvitanhatu panhurikidzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unofanira kuɀigadzika patafura yakaiȿo‐naka pamberi paJehova uciita nhurikidzwa mbiri, ɀitanhatu panhurikidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Rongai zvingwa izvozvo patafura yakaputirwa nendarama chaiyo. Ngazvirongwe mumitsara miviri, mumwe uve nezvitanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Rongai zvingwa izvozvo patafura yakaputirwa nendarama chaiyo. Ngazvirongwe mumitsara miviri, mumwe uve nezvitanhatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zviisei mumitsara miviri, zvitanhatu mumutsara mumwe nomumwe, patafura yegoridhe rakaisvonaka pamberi paJehovha. Viz kapitola |