Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 24:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Kunze kwechidzitiro chechipupuriro, mutende rokusangana, Aroni anofanira kuigadzira kubva madekwana kusvikira mangwanani nguva dzose pamberi paJehovha; unofanira kuva mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Kunze kwecidzitiro cecipupuriro, mutente rokusoŋgana, Aroni unofanira kuigadzira kubva maɗekwana kuȿikira maŋgwanani ŋguʋa dzose pamberi paJehova; unofanira kuʋa mutemo usiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 nechedivi rokunze kwejira rokudzikatirisa bhokisi rechitenderano, mutendhe rokusanganira. Manheru oga oga, Aroni ngaatungidze marambi iwayo ave pana Tenzi achipfuta kusvikira mangwana mangwanani. Iwoyu murao uchange uripo narini wose pazvizvarwa zvenyu zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kunze kwechidzitiro cheChipupuriro muTende Rokusangana, Aroni anofanira kuchengetedza mwenje iyi pamberi paJehovha kubva manheru kusvikira kwaedza, nguva dzose. Uyu unofanira kuva murayiro unogara nokusingaperi kuzvizvarwa zvichauya.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 24:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy