Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 24:19 - Shona Bible 1949 revised 2002

19 “Kana munhu akamanikidza wokwake, sezvaakaita iye, anofanira kuitirwawo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Kana munhu akamanikidza wokwake, seɀaakaita iye, unofanira kuitirwa ʋo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Kana munhu akakuvadza muvakidzani wake, zvose zvaaita zvinofanira kuitwa kwaari.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 24:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy