Mupiro 24:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Munhu unomhura zita raJehovha, zvirokwazvo anofanira kuurawa; ungano yose inofanira kumutaka namahwe, kana ari mutorwa, kana ari wakaberekerwa munyika, kana achimhura zita raJehovha unofanira kuurawa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Munhu unomhura zita raJehova, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; ʋuŋgano yose inofanira kumutaka namabge, kana ari mutorwa, kana ari wakaɓerekerwa munyika, kana acimhura zita raJehoʋa unofanira kuʋurawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Munhu anoshonha Tenzi nezita anofanira kuuraiwa. Gungano rose ngarimutake nemabwe, chingave zvacho chizvarwa chomuIsiraeri kana kuti mutorwa ngaaurayiwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Munhu anoshonha Tenzi nezita anofanira kuuraiwa. Gungano rose ngarimutake nemabwe, chingave zvacho chizvarwa chomuIsiraeri kana kuti mutorwa ngaaurayiwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 ani naani anotuka zita raJehovha anofanira kuurayiwa. Ungano yose inofanira kumutaka namabwe. Kunyange ari mutorwa kana chizvarwa chenyu, akatuka Zita raJehovha anofanira kuurayiwa. Viz kapitola |