Mupiro 23:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namanna romŋedzi, maɗekwana, ipaseka raJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Zuva rechigumi nemana romwedzi wokutanga zuva rodoka, ndiro zuva rePasika yaTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Zuva rechigumi nemana romwedzi wokutanga zuva rodoka, ndiro zuva rePasika yaTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pasika yaJehovha inotanga madekwana pazuva regumi namana romwedzi wokutanga. Viz kapitola |