Mupiro 23:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 izvi ngazviitwe, kunze kwamaSabata aJehovha, nokunze kwezvipo zvenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuda kwenyu, dzamunopa Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 iɀi ŋgaɀiitwe, kunze kwamasaɓata aJehova, nokunze kweɀipo ɀenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuɗa kwenyu, dzamunopa Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 tisingaverengeri maSabata aTenzi, kana zvipo zvenyu, kana mupiro yezvakambotsidzwa kana mipiro yokupa nechido chenyu, yamunopira kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 tisingaverengeri maSabata aTenzi, kana zvipo zvenyu, kana mupiro yezvakambotsidzwa kana mipiro yokupa nechido chenyu, yamunopira kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Zvipiriso izvi zvinowedzerwa pamusoro pezviya zvamaSabata aJehovha uye pamusoro pezvipo zvenyu nezvose zvamakapikira nezvipiriso zvose zvokupa nokuzvisarudzira zvamunopa kuna Jehovha. Viz kapitola |