Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 23:22 - Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kana muchikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa kwazvo micheto yomunda wako, uye usaunganidza zvawira pasi pakukohwa kwako; unofanira kuzvisiyira varombo navaeni; ndini Jehovha Mwari wenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kana mucikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa kwaɀo miceto yomunda wako, ʋuye usaʋuŋganidza ɀawira pasi pakukohwa kwako; unofanira kuɀisiyira ʋarombo naʋaeni; ndini Jehova Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kumuchetocheto kana kufuhwa mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ndini Tenzi Mwari wenyu ndinodaro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kumuchetocheto kana kufuhwa mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ndini Tenzi Mwari wenyu ndinodaro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “ ‘Kana muchikohwa gohwo renyika yenyu musakohwa kusvikira kumucheto kwomunda wenyu, kana kunhongera zvinosara pakukohwa kwenyu. Zvisiyirei varanda navatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 23:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy