Mupiro 23:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Munofanira kutora kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinozunguzirwa zvezvegumi zviviri zveefa; zvinofanira kuva zvoupfu hwakatsetseka, zvibikwe nembiriso, kuti zvive zvitsva kuna Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Munofanira kutora kudzimba dzenyu ɀiŋgwa ɀiʋiri ɀinozuŋguzirwa ɀeɀegumi ɀiʋiri ɀeefa; ɀinofanira kuʋa ɀoʋupfu bgakatsetseka, ɀiɓikwe nembiriso, kuti ɀiʋe ɀitȿa kunaJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Muchaunza kubva kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinosimudzirwa zvichipirwa kuna Mwari. Chingwa choga choga ngachibikwe noupfu hunorema makirogiramu maviri, huri hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chibikwe chiine mbiriso sembesa dzokutanga kuibva dzinopirwa Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Muchaunza kubva kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinosimudzirwa zvichipirwa kuna Mwari. Chingwa choga choga ngachibikwe noupfu hunorema makirogiramu maviri, huri hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chibikwe chiine mbiriso sembesa dzokutanga kuibva dzinopirwa Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kubva kupi kwose kwamunogara, uyai nezvingwa zviviri zvakaitwa nezvikamu zviviri kubva mugumi zveefa zvoupfu hwakatsetseka zvakabikwa nembiriso sechipiriso chokuninira chezvibereko zvokutanga kuna Jehovha. Viz kapitola |