Mupiro 22:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Kana zuva ravira uchava wakanaka; pashure ungadya hake zvinhu zvitsvene; nokuti ndizvo zvokudya zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana zuʋa raʋira ucaʋa wakanaka; pashure uŋgadya hake ɀinhu ɀitȿene, nokuti ndiɀo ɀokudya ɀake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana zuva radoka achava munhu akachenurwa, ndopaachazodya zvake zvinhu zvinoera nokuti ndiko kudya kwake ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana zuva radoka achava munhu akachenurwa, ndopaachazodya zvake zvinhu zvinoera nokuti ndiko kudya kwake ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana zuva rovira, achava akachena, uye mushure maizvozvo angadya zvipiriso zvitsvene, nokuti ndizvo zvokudya zvake. Viz kapitola |