Mupiro 22:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Chinofanira kudyiwa nomusi iwoyo; musasiya zvimwe kusvikira mangwana; ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Cinofanira kudyiwa nomusi iwoyo; musasiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana; ndini Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nyama ngaidyiwe pazuva rakarero. Ngaparege kusara imwe inosvika mangwana ichiripo Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nyama ngaidyiwe pazuva rakarero. Ngaparege kusara imwe inosvika mangwana ichiripo Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Chinofanira kudyiwa musi iwoyo, musasiya zvimwe zvacho kusvikira mangwana. Ndini Jehovha. Viz kapitola |