Mupiro 22:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Uti kwavari, ‘Ani naani kuvana venyu kumarudzi enyu ose, unoswedera kuzvinhu zvitsvene, zvakatsaurirwa Jehovha navana vaIsiraeri, asina kunaka, munhu uyo anofanira kubviswa pamberi pangu;’ ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Uti kwaʋari: Aninani kuʋana ʋenyu kumarudzi enyu ose, unosweɗera kuɀinhu ɀitȿene, ɀakatsaurirwa Jehova naʋana ʋaIsraeri, asina‐kunaka, munhu uyo unofanira kubviswa pamberi paŋgu; ndini Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Uvati, ‘Ani naani zvake anenge aine chinomun'oresa wemhuri dzenyu dzose, pazvizvarwa zvenyu zvose anosvika pazvinhu zvinoera zvinopirwa navaIsiraeri kuna Tenzi iye akan'ora, munhu iyeyo ngaarege kubvumirwa kusvika pandiri. Ndini Tenzi ndinodaro.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Uvati, ‘Ani naani zvake anenge aine chinomun'oresa wemhuri dzenyu dzose, pazvizvarwa zvenyu zvose anosvika pazvinhu zvinoera zvinopirwa navaIsiraeri kuna Tenzi iye akan'ora, munhu iyeyo ngaarege kubvumirwa kusvika pandiri. Ndini Tenzi ndinodaro.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Uti kwavari, ‘Kuzvizvarwa zvichatevera, kana mumwe wezvizvarwa zvenyu asina kuchena akaswedera pedyo nezvinhu zvakatsaurirwa Jehovha navaIsraeri, munhu iyeye anofanira kubviswa pamberi pangu. Ndini Jehovha. Viz kapitola |