Mupiro 22:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Kana iri mhou kana nhunzvi, musazviuraya pamusi mumwe navana vazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Kana iri mhou kana nhunɀi, musaɀiʋuraya pamusi mumŋe naʋana ʋaɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Musauraya mombe nomwana wayo kana gwai nomwana waro musi mumwe chete. Viz kapitola |