Mupiro 22:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Musapa Jehovha chinhu china manhu akakuvadzwa, kana akapwanyika, kana akaputswa, kana akachekwa; musadaro panyika yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Musapa Jehova cinhu cinamanhu akakuʋadzwa, kana akapxanyika, kana akaputswa, kana akacekwa; musaɗaro panyika yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Chipfuwo chipi nechipi zvacho chinenge chakasvuurwa, kana kupwanywa kana kuchekwa kana kubvarurwa musachipire kuna Tenzi kana kuchiita chibayiro munyika menyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Chipfuwo chipi nechipi zvacho chinenge chakasvuurwa, kana kupwanywa kana kuchekwa kana kubvarurwa musachipire kuna Tenzi kana kuchiita chibayiro munyika menyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Hamufaniri kupa kuna Jehovha chipiriso chemhuka ina manhu akakuvara, akatswanywa, akabvamburwa kana akachekwa. Hamufaniri kuita izvi munyika menyu. Viz kapitola |