Mupiro 22:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Taura naAroni navanakomana vake, kuti vazvitsaure pazvinhu zvitsvene zvavana vaIsiraeri, zvavanonditsaurira, kuti varege kushatsa zita rangu dzvene; ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naAroni naʋanakomana ʋake, kuti ʋaɀitsaure paɀinhu ɀitȿene ɀavana ʋaIsraeri, ɀaʋanonditsaurira, kuti ʋarege kushatsa zita raŋgu dɀene; ndini Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira Aroni navanakomana vake kuti varege kuita zvokutamba nezvinhu zvinoera zvavaIsiraeri zvavanopira kwandiri kuitira kuti varege kusvibisa zita rangu rinoera. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira Aroni navanakomana vake kuti varege kuita zvokutamba nezvinhu zvinoera zvavaIsiraeri zvavanopira kwandiri kuitira kuti varege kusvibisa zita rangu rinoera. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Udza Aroni navanakomana vake kuti varemekedze zvipiriso zvitsvene zvavaIsraeri zvavanditsaurira kuti varege kusvibisa zita rangu dzvene. Ndini Jehovha. Viz kapitola |