Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 22:19 - Shona Bible 1949 revised 2002

19 munofanira kuuya nomukono musina kuremara kana wemombe, kana gondohwe ramakwai, kana nhongo yembudzi, kuti mugamuchirwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 munofanira kuʋuya nomukono usina‐kuremara kana weŋombe, kana gondobge ramakwai, kana nhoŋgo yembudzi, kuti mugamucirwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 kuti mupiro wake ugamuchirwe anofanira kupira chibayiro chikono chisina chinoshoreka pachiri, chehandira kana hondohwe kana makotora.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 kuti mupiro wake ugamuchirwe anofanira kupira chibayiro chikono chisina chinoshoreka pachiri, chehandira kana hondohwe kana makotora.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 munofanira kupa mukono usina kuremara wemombe, kana gwai, kana mbudzi kuitira kuti zvigogamuchirwa panzvimbo yenyu.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 22:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy