Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 22:16 - Shona Bible 1949 revised 2002

16 kuti varege kuva nemhosva yezvivi, kana vachidya zvinhu zvavo zvitsvene; nokuti ndini Jehovha ndinovatsaura.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 kuti ʋarege kuʋa nemhoȿa yeɀiʋi, kana ʋacidya ɀinhu ɀaʋo ɀitȿene; nokuti ndini Jehova ndinoʋatsaura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 nokuvabvumira kudya zvipiriso zvitsvene nokudaro vakazviuyisira mhosva pamusoro pavo inoda muripo. Ndini Jehovha, anovaita vatsvene.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 22:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy