Mupiro 22:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Kana mwanasikana womupristi akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana mŋanasikana womuprista akawanikwa nomŋeni, ŋgaarege kudya cipiriso cinotsaurwa ceɀinhu ɀitȿene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana mwanasikana womupristi akaroorwa nomutorwa haazobvumirwi kudya zvinhu zvemupiro inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana mwanasikana womupristi akaroorwa nomutorwa haazobvumirwi kudya zvinhu zvemupiro inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kana mwanasikana womuprista akawanikwa nomumwe munhu asiri muprista haagoni kudya chipi zvacho chezvitsvene zvinouyiswa kumuprista. Viz kapitola |