Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Kana mwanasikana womupristi upi noupi achizvishatsa nokupata, unoshatsa baba vake; anofanira kupiswa nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kana mŋanasikana womuprista upi noupi aciɀishatsa nokupata, unoshatsa ɓaɓa ʋake; unofanira kupiswa nomŋoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana mwanasikana womupristi upi noupi zvake akazviipisa achiita upfambi, atofumura baba vake ngaapiswe nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kana mwanasikana womupristi upi noupi zvake akazviipisa achiita upfambi, atofumura baba vake ngaapiswe nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “ ‘Kana mwanasikana womuprista akazvisvibisa nokuva chifeve, anonyadzisa baba vake; anofanira kupiswa mumoto.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy