Mupiro 21:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 “Havafaniri kuveura misoro yavo, vachiita mhazha, kana kuveura rutivi rumwe rwendebvu dzavo, kana kutema nyora pamiviri yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Haʋafaniri kuʋeʋura misoro yaʋo, ʋaciita mhazha, kana kuʋeʋura rutiʋi rumŋe rwendebvu dzaʋo, kana kutema nyora pamiʋiri yaʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Havafanire kuveura musoro yavo vachizviita mhanza kana kugera ndebvu dzaparushaya, kana kuzvicheka muviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Havafanire kuveura musoro yavo vachizviita mhanza kana kugera ndebvu dzaparushaya, kana kuzvicheka muviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “ ‘Vaprista havafaniri kuveurwa misoro kana kudimburira ndebvu dzavo kana kutema miviri yavo nyora. Viz kapitola |