Mupiro 21:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 kana hanzvadzi yake ichiri mhandara, hama yomumba, usina kumbova nomurume; ungazvisvibisa kwaari.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kana hanɀadzi yake iciri mhandara, hama yomumba, usina‐kumboʋa nomurume; uŋgaɀiȿiɓisa kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kana hanzvadzi yake isina kuroorwa yaanochengeta sezvo asina murume nokuda kwaiyeyu angagona kuzvisvibisa. Viz kapitola |