Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 20:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Nokuti mumwe nomumwe unotuka baba vake, kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa; munhu wakatuka baba vake kana mai vake, mhosva yeropa rake ichava pamusoro pake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti mumŋe nomumŋe unotuka ɓaɓa ʋake, kana mai ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; munhu wakatuka ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, mhoȿa yeropa rake icaʋa pamsoro pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Ani naani zvake anoti dai baba wake kana amai vake vawana chinovawana, ngaaurayiwe nokuti anenge achida kuti baba wake kana kuti amai vawirwe norushambwa. Rufu rwake ndorwokuzviparira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Ani naani zvake anoti dai baba wake kana amai vake vawana chinovawana, ngaaurayiwe nokuti anenge achida kuti baba wake kana kuti amai vawirwe norushambwa. Rufu rwake ndorwokuzviparira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “ ‘Ani naani anotuka baba kana mai vake anofanira kuurayiwa. Atuka baba kana mai vake uye ropa rake richava pamusoro pake.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 20:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy