Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 20:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Uyezve, uti kuvana vaIsiraeri, ‘Ani naani pakati pavanava vaIsiraeri, kana pavatorwa vagere pakati pavaIsiraeri, unopa Moreki vana vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa; vanhu venyika vanofanira kumutaka namabwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋuye ɀe, uti kuʋana ʋaIsraeri: Aninani pakati paʋana ʋaIsraeri, kana paʋatorwa ʋagere pakati paʋaIsraeri, unopa Moreki ʋana ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; ʋanhu ʋenyika ʋanofanira kumutaka namabge.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Ani naani wenyu muIsiraeri kana mutorwa agere nemi muIsiraeri anenge apira mwana wake kuna Moreki, ngaaurayiwe. Vanhu venyika iyoyo ngavamuteme namabwe afe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Ani naani wenyu muIsiraeri kana mutorwa agere nemi muIsiraeri anenge apira mwana wake kuna Moreki, ngaaurayiwe. Vanhu venyika iyoyo ngavamuteme namabwe afe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Uti kuvaIsraeri, ‘MuIsraeri upi noupi kana mutorwa upi noupi agere muIsraeri achapa vana vake kuna Moreki anofanira kuurayiwa. Vanhu vomunyika yake vanofanira kumutaka namabwe.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 20:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy