Mupiro 20:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Kana mukadzi akaswedera kuchipfuwo chipi nechipi kuti avate pamberi pacho, munofanira kuuraya mukadzi nechipfuwo; zvirokwazvo zvinofanira kuurawa; mhosva yeropa razvo ichava pamusoro pazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana mukadzi akasweɗera kucipfuwo cipi necipi kuti aʋate pamberi paco, munofanira kuʋuraya mukadzi necipfuwo; ɀirokwaɀo ɀinofanira kuʋurawa; mhoȿa yeropa raɀo icaʋa pamsoro paɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mukadziwo akaita chakaipa nemhuka ngaurayiwe. Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. Mukadzi iyeyo anofanira kuuraiwa pamwechete nemhuka iyoyo. Rufu rwavo nderwokuzviparira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mukadziwo akaita chakaipa nemhuka ngaurayiwe. Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. Mukadzi iyeyo anofanira kuuraiwa pamwechete nemhuka iyoyo. Rufu rwavo nderwokuzviparira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Kana mukadzi akaswedera kumhuka kuti avate nayo, urayai zvose mukadzi nemhuka yacho. Vanofanira kuurayiwa; ropa ravo richava pamusoro pavo. Viz kapitola |