Mupiro 20:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Kana munhu akavata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa; nechipfuwowo munofanira kuchiuraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana munhu akaʋata necipfuwo, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; necipfuwo ʋo munofanira kuciʋuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Kana murume akavata nemhuka anofanira kuurayiwa uye munofanira kuuraya mhuka yacho. Viz kapitola |