Mupiro 2:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Zvino mupristi ngaapise chokurangaridza chacho, zvimwe zvezviyo zvacho zvakatswiwa, nezvimwe zvamafuta acho, pamwechete nezvinonhuwira zvacho; chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino muprista ŋgaapise cokuraŋgaridza caco, ɀimŋe ɀeɀiyo ɀaco ɀakaswiwa, neɀimŋe ɀamafuta aco, pamŋe cete neɀinonhuwira ɀaco; cipiriso cinoitirwa Jehova nomŋoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mupristi ngaapise katsama kechirango kembesanwa dzakadzvurwa dzina mafuta, ngaadzipise pamwechete norusenzi rwose, somupiro unoitwa zvokupisirwa Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mupristi ngaapise katsama kechirango kembesanwa dzakadzvurwa dzina mafuta, ngaadzipise pamwechete norusenzi rwose, somupiro unoitwa zvokupisirwa Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Muprista achapisa chikamu chechirangaridzo chezviyo zvakakuyiwa, namafuta, pamwe chete nezvose zvinonhuhwira, sechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto. Viz kapitola |