Mupiro 2:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Mungazvivigira Jehovha zviri zvipiriso zvezvitsva zvenyu, asi ngazvirege kuiswa paatari kuti zvive zvinonhuwira zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Muŋgaɀiʋigira Jehova ɀiri ɀipiriso ɀeɀitȿa ɀenyu, asi ŋgaɀirege kuiswa paartari kuti ɀiʋe ɀinonhuwira ɀakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mupiro wezvinotanga kukohwewa ngauunzwe zvawo kuna Tenzi, asi ngaurege kupirwa kuna Tenzi paatari somupiro uya unonhuhwirira zvinofadza Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mupiro wezvinotanga kukohwewa ngauunzwe zvawo kuna Tenzi, asi ngaurege kupirwa kuna Tenzi paatari somupiro uya unonhuhwirira zvinofadza Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Munokwanisa kuzviuyisa kuna Jehovha sechipiriso chezvirimwa zvamunotanga kukohwa asi hazvifaniri kuuyiswa paaritari somunhuwi unonhuhwira zvinofadza. Viz kapitola |