Mupiro 19:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 “Musaita zvisina kururama pakutonga, kana pakuyera nechitanda, kana pakuyera kurema, kana pachiyero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Musaita ɀisina‐kururama pakutoŋga, kana pakuyera necitanda, kana pakuyera kurema, kana paciyero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 “Musambotsaudzira zvenyu pakutonga kana pakuera ukuru hwechinhu, kana kurema kwacho, kana uwandi hwezvinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 “Musambotsaudzira zvenyu pakutonga kana pakuera ukuru hwechinhu, kana kurema kwacho, kana uwandi hwezvinhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “ ‘Musashandise zviero zvokubiridzira kana muchiera urefu, uremu kana uwandu. Viz kapitola |