Mupiro 19:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 “Unofanira kusimukira wachena vhudzi, nokukudza mutana, uye utye Mwari wako; ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Unofanira kusimukira wacena vudzi, nokukudza mutana, ʋuye utye Mŋari wako; ndini Jehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Unofanira kuremekedza vachena musoro, ukudze harahwa nechembere, uchitya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 “Unofanira kuremekedza vachena musoro, ukudze harahwa nechembere, uchitya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “ ‘Unofanira kusimukira vachena bvudzi, ratidza rukudzo kuna vakuru uye utye Mwari wako. Ndini Jehovha. Viz kapitola |