Mupiro 19:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 “Usavenga hama yako mumwoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwazvo, kuti urege kuva nezvivi nokuda kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Usaʋeŋga hama yako mumŋoyo mako; unofanira kuraira wokwako kwaɀo, kuti urege kuʋa neɀiʋi nokuɗa kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Usaite daka uchivenga hama yako mumwoyo mako, asi gara pasi unyatsotaurirana naye urege kuita chitadzo pamusana pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Usaite daka uchivenga hama yako mumwoyo mako, asi gara pasi unyatsotaurirana naye urege kuita chitadzo pamusana pake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “ ‘Usavenga hama yako mumwoyo mako. Tsiura muvakidzani wako zviri pachena kuitira kuti usazova nomugove pamhosva yake. Viz kapitola |