Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Ngakurege kuva nomunhu unoswedera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ŋgakurege kuʋa nomunhu unosweɗera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “ ‘Hapana anofanira kuswedera kuhama yepedyo kuti avate naye. Ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy