Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:28 - Shona Bible 1949 revised 2002

28 kuti nyika irege kukurutsaiwo, kana muchiisvibisa, sezvayakarutsa vanhu vakakutangirai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 kuti nyika irege kukurutsai ʋo, kana muciiȿiɓisa, seɀayakarutsa ʋanhu ʋakakutaŋgirai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Kana imi mukan'oresa nyika, ingadaro ikakurutsai somurutsiro wayakaita vanhu vaimbogaramo imi musati mavemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Kana imi mukan'oresa nyika, ingadaro ikakurutsai somurutsiro wayakaita vanhu vaimbogaramo imi musati mavemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Uye kana mukasvibisa nyika, ichakurutsirai kunze sokurutsa kwayakaita ndudzi dzaigaramo imi musati mavamo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy