Mupiro 18:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Ndini Jehovha, Mwari wenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Ndini Jehova, Mŋari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Ini Tenzi ndini Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Ini Tenzi ndini Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Ndini Jehovha Mwari wenyu. Viz kapitola |