Mupiro 18:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Usatora mukadzi pamwechete nomun'una wake, arwidzane naye, kuti umufukure pamwechete nomumwe achiri mupenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Usatora mukadzi pamŋe cete nomunuŋuna wake, arwidzane naye, kuti umufukure pamŋe cete nomumŋe aciri mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana mudzimai wako achiri mupenyu usatorane nomukoma kana munun'una wake chero mukadzi wako achiri mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana mudzimai wako achiri mupenyu usatorane nomukoma kana munun'una wake chero mukadzi wako achiri mupenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “ ‘Usatora mununʼuna womukadzi wako kuti ave mukadzinyina, varwisane, ugosangana naye mukadzi wako achiri mupenyu. Viz kapitola |