Mupiro 18:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Usafukura mukadzi womun'una wako, ndiko kufukurwa kwomwanakomana wako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Usafukura mukadzi womunuŋuna wako, ndiko kufukurwa kwomŋanakomana wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Usasangana nomukadzi womukoma kana mununʼuna wako; izvi zvingauyisa kuzvidzwa kwomukoma kana mununʼuna wako. Viz kapitola |