Mupiro 18:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Usafukura mwanasikana womwanakomana wako, kana mwanasikana womwanasikana wako; nokuti kufukurwa kwavo ndiko kwako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Usafukura mŋanasikana womŋanakomana wako, kana mŋanasikana womŋanasikana wako; nokuti kufukurwa kwaʋo ndiko kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Usatorane nomuzukuru wako angave mwana womwanakomana wako kana mwana womwanasikana wako kutozvifumura ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Usatorane nomuzukuru wako angave mwana womwanakomana wako kana mwana womwanasikana wako kutozvifumura ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “ ‘Usasangana nomwanasikana womwanakomana wako kana mwanasikana womwanasikana wako; izvi zvingauyisa kuzvidzwa kwauri. Viz kapitola |