Mupiro 17:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 “Iwe unofanira kuti kwavari, ‘Munhu upi noupi waveimba yaIsiraeri, kana wavatorwa vagere pakati pavo, unopisira chipiriso chinopiswa kana chimwe chibayiro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iwe unofanira kuti kwaʋari: Munhu upi noupi waʋeimba yaIsraeri, kana waʋatorwa ʋagere pakati paʋo, unopisira cipiriso cinopiswa kana cimŋe ciɓayiro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Vaudze kuti munhu wose wemba yaIsiraeri kana nomutorwawo wose ari mukati mavo anopira mupiro kana chibayiro Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Vaudze kuti munhu wose wemba yaIsiraeri kana nomutorwawo wose ari mukati mavo anopira mupiro kana chibayiro Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Uti kwavari: ‘MuIsraeri upi zvake kana mutorwa agere pakati pavo anopa chipiriso chinopiswa kana chibayiro Viz kapitola |