Mupiro 17:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Munhu upi noupi kuna veimba yaIsiraeri unouraya nzombe, kana gwayana, kana mbudzi, mukati memisasa, kana unozviuraya kunze kwemisasa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Munhu upi noupi kunaʋeimba yaIsraeri unoʋuraya nzombe, kana gwaiana, kana mbudzi, mukati memisasa, kana unoɀiʋuraya kunze kwemisasa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 muIsiraeri upi noupi zvake kana akabaya mombe kana hwai kana mbudzi pamatendhe kana kunze kwenharaunda yematendhe iyoyo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 muIsiraeri upi noupi zvake kana akabaya mombe kana hwai kana mbudzi pamatendhe kana kunze kwenharaunda yematendhe iyoyo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 MuIsraeri upi zvake anobayira nzombe, gwayana kana mbudzi mumusasa kana kunze kwawo, Viz kapitola |