Mupiro 16:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Mupristi uchazozodzwa nokugadzwa paupristi panzvimbo yababa vake, iye anofanira kuyananisira nokufuka nguo dzomucheka, idzo nguo tsvene; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Muprista ucazozodzwa nokugadzwa paʋuprista panɀimbo yaɓaɓa ʋake, iye unofanira kuyananisira nokufuka ŋguʋo dzomuceka, idzo ŋguʋo tȿene; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mupristi anenge azodzwa akagadzwa kuva mupristi panzvimbo yababa vake, ndiye acharipira akapfeka hanzu dzerineni dzinoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mupristi anenge azodzwa akagadzwa kuva mupristi panzvimbo yababa vake, ndiye acharipira akapfeka hanzu dzerineni dzinoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Muprista akazodzwa nokugadzwa kuti atevere baba vake somuprista mukuru anofanira kuyananisira. Anofanira kupfeka nguo dzomucheka, nguo tsvene Viz kapitola |