Mupiro 16:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Rinofanira kuva Sabata rokuzorora kwazvo kwamuri, munofanira kuchema pamweya yenyu; murayiro usingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Rinofanira kuʋa saɓata rokuzorora kwaɀo kwamuri, munofanira kucema pamŋeya yenyu; murairo usiŋgaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Sabata, zuva rokuzorora, munofanira kuzvirwadzisa. Uyu murao uchagara uripo narini wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Sabata, zuva rokuzorora, munofanira kuzvirwadzisa. Uyu murao uchagara uripo narini wose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Isabata rokuzorora, uye munofanira kuzvinyima; uyu murayiro unogara nokusingaperi. Viz kapitola |