Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 16:22 - Shona Bible 1949 revised 2002

22 Mbudzi iyo inofanira kutakurira zvakaipa zvavo zvose kunyika isina vanhu; anofanira kuregedza mbudzi iyo murenje.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Mbudzi iyo inofanira kutakurira ɀakaipa ɀaʋo ɀose kunyika isinaʋanhu; unofanira kuregedza mbudzi iyo murenje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mbudzi iyoyo ichatakura uipi hwavo hwose. Munhu uya achandoirasirira kugwenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mbudzi iyoyo ichatakura uipi hwavo hwose. Munhu uya achandoirasirira kugwenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Mbudzi iyi ichatakura pairi zvivi zvavo zvose kunzvimbo isina vanhu, uye munhu uyu achairegedzera murenje.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 16:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy