Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 15:19 - Shona Bible 1949 revised 2002

19 “Kana mukadzi ane zvinoyerera, zvinoyerera pamuviri wake riri ropa, uchava pakusanaka kwake mazuva manomwe; ani naani unomubata uchava usina kunaka kusvikira madeko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Kana mukadzi aneɀinoyerera, ɀinoyerera pamuʋiri wake riri ropa, ucaʋa pakusanaka kwake mazuʋa manomŋe; aninani unomuɓata ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 “Kana mukadzi ari panguva yake yokutevera kuri kutevera samazuva ose achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe. Ani naani anomugunzwa achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 “Kana mukadzi ari panguva yake yokutevera kuri kutevera samazuva ose achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe. Ani naani anomugunzwa achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 “ ‘Kana mukadzi ari kumwedzi, kusachena kwokuenda kumwedzi kwake kuchapera mushure mamazuva manomwe, uye ani naani achamubata achava asina kuchena kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 15:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy