Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 15:13 - Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Kana munhu une zvinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe okuzvinatsa kwake, zvino asuke nguo dzake, ndokushambidza muviri wake nemvura inoyerera, anake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Kanamunhu uneɀinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, unofanira kuɀitarira mazuʋa manomŋe okuɀinatsa kwake, ɀino asuke ŋguʋo dzake, ndokushambidza muʋiri wake nemvura inoyerera, anake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Kana munhurume uya ane zvanga zvichibuda maari zvamira kubuda, ngaagare mazuva manomwe okuchenurwa. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake mumvura yakanaka yakachena achava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Kana munhurume uya ane zvanga zvichibuda maari zvamira kubuda, ngaagare mazuva manomwe okuchenurwa. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake mumvura yakanaka yakachena achava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “ ‘Kana murume acheneswa kubva pakuerera kwake, anofanira kuverenga mazuva manomwe okucheneswa kwake; anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura yakachena, uye achava akachena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 15:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy