Mupiro 14:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 Uye ani naani unopinda mumba panguva yose yokupfigwa kwayo uchava usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ʋuye aninani unopinda mumba paŋguʋa yose yokupfigwa kwayo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Ani naani anopinda mumba iyo panguva yainombonzi igare yakapfigwa achava akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Ani naani anopinda mumba iyo panguva yainombonzi igare yakapfigwa achava akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 “Munhu upi noupi achapinda muimba iyi painenge ichakapfigwa achava asina kuchena kusvika manheru. Viz kapitola |