Mupiro 14:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Zvino ngaacherekedze hosha; kana akaona kuti hosha iri mumadziro eimba; ina mavara akapinda, akaita samatema kana matsvuku, akaita saakapinda mukati mamadziro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino ŋgaacerekedze hosha; kana akaʋona kuti hosha iri mumadziro eimba; inamaʋara akapinda, akaita samatema kana matȿuku, akaita saakapinda mukati mamadziro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ngaaongorore chiundudzi chacho, kana akaona chisiri pamusoro chete, chakapinda mukati memadziro, chiine ruvara rwamashizha kana kuti rwakatsvukuruka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Ngaaongorore chiundudzi chacho, kana akaona chisiri pamusoro chete, chakapinda mukati memadziro, chiine ruvara rwamashizha kana kuti rwakatsvukuruka, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Anofanira kuongorora chakwindi chiri mumadziro eimba uye kana pane makomba makomba ane ruvara rwezerere kana akatsvukuruka, Viz kapitola |