Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:8 - Shona Bible 1949 revised 2002

8 zvino mupristi anofanira kucherekedza; kana akaona kuti pakafunuka panyenga paganda, ipapo mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka, maperembudzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 ɀino muprista unofanira kucerekedza; kana akaʋona kuti pakafunuka panyeŋga paganda, ipapo muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka, maperembudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Muprista anofanira kumuongorora, uye kana tumapundu twapararira neganda, achazivisa kuti haana kuchena; chirwere chinotapukira.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy