Mupiro 13:58 - Shona Bible 1949 revised 200258 asi nguo yaunosuka, kana pakarukwa, kana pakakoswa, kana chiri chinhu chipi nechipi chedehwe, kana hosha ikabva kwachiri, chinofanira kusukwa rwechipiri, chigova chakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 asi ŋguʋo yaunosuka, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana ciri cinhu cipi necipi ceɗebge, kana hosha ikabva kwaciri, cinofanira kusukwa rwecipiri, cigoʋa cakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Asi hanzu iyoyo yakarukwa nerineni kana newuru kana chimwe chinhu zvacho chedehwe chamuchasuka chichisara chisisina chiundudzi ngachisukwe rwechipiri chichava chisina kun'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona58 Asi hanzu iyoyo yakarukwa nerineni kana newuru kana chimwe chinhu zvacho chedehwe chamuchasuka chichisara chisisina chiundudzi ngachisukwe rwechipiri chichava chisina kun'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Nguo iyi, kana mucheka wakarukwa, kana chinhu chedehwe chasukwa uye chabviswa maperembudzi, chinofanira kusukwa zvakare uye chichava chakachena.” Viz kapitola |