Mupiro 13:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 “Kana murume kana mukadzi vane zvivara paganda renyama yavo, zviri zvivara zvichena; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Kana murume kana mukadzi ʋaneɀiʋara paganda renyama yaʋo, ɀiri ɀiʋara ɀicena; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Ngatitii murume kana mukadzi ana mavara akachenuruka paganda romuviri wake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 “Ngatitii murume kana mukadzi ana mavara akachenuruka paganda romuviri wake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Kana munhurume kana munhukadzi ane makwapa machena paganda Viz kapitola |