Mupiro 13:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 anofanira kuveurwa, asi ngaarege kuveura pakafunuka; zvino mupristi anofanira kupfigira munhu unapakafunuka mamwe mazuva manomwezve; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 unofanira kuʋeʋurwa, asi ŋgaarege kuʋeʋura pakafunuka; ɀino muprista unofanira kupfigira munhu unapakafunuka mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 munhu iyeyo ngaazviveure kusiya riri pachisasa. Mupristi ngaamugarisezve kwake oga kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 munhu iyeyo ngaazviveure kusiya riri pachisasa. Mupristi ngaamugarisezve kwake oga kwamazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 anofanira kuveurwa bvudzi pachisiyiwa nzvimbo ine hosha, uye muprista anofanira kumuchengeta ari oga kwamamwe mazuva manomwe. Viz kapitola |